KukoshaKwekuranga
MwanauyeKukudza VaberekiVako

Rovedzamwananzirayaanofanira kufambanayo,Ipapokunyangeakwegura haangatsaukipairi.Zvirevo22:6
Zvevabereki
Tarirai,vanainhakainobvakunaJehovha,uyechiberekochechizvarondiwomubayirowake.
Pisarema127:3
Anoregashamhuanovengamwanakomanawake;Asianomuda,anomurangazvakanaka.
Zvirevo13:24
PakutyaJehovhapanesimbisokwazvo;Vanavakevachavanoutiziro.Zvirevo14:26
Rangamwanakomanawako,tariroichipo;Uyeusaregakuchemakwakekuchiripo.
Zvirevo19:18
Upenzihunonamatiramumoyowomwana;Asishamhuyokurangaichahudzingirakurenaye.
Zvirevo22:15
Usaregakurangamwana;nekutikunyangeukamurovaneshamhu,haangafi.Umurove neshamhu,UgorwiramweyawakepaSheori.Zvirevo23:13-14
Shamhunokurairazvinouyisahuchenjeri;Asimwanawangoregwahakeanonyadzisamai vake.Zvirevo29:15
Rairiramwanakomanawako,agokuzorodza;zvirokwazvoachafadzamweyawako.
Zvirevo29:17
VanavakovosevachadzidziswanaJehovha;uyerugarerwavanavakoruchavarukuru.
Isaya54:13
Aninaanianodamwanakomanawakeanomugadzikashamhukazhinji,kuti azomufadzapakupedzisira.Anorangamwanakomanawake,achafadzwanaye,uye achamufarirapakatipevanomuziva.Anodzidzisamwanakomanawakeanochemedza muvengi;Pamberipeshamwaridzake,anofadzwanaye.Kunyangebabavakevakafa, iyeakaitasousinakufa,nekutiwasiyashurekwakemumweakafanananaye.Achiri mupenyuakamuona,akamufarira;Akasiyashurekwakemutsivipavavengivake,uye anoitiratsitsishamwaridzake.Anomanikidzamwanakomanawake,anosunga mavangaake;uyeurahwakehuchatambudzikapakuchemakose.Bhizarisina kuputswarinemusoro;Bvisamwanawako,achakutyisa;tambanaye, agokutambudza.Usasekanaye,Kutiuregekuzochemanaye,Kanakuzogeda-geda menoakopakupedzisira.Musamutenderakusunungurwapaudukuhwake,Uyeregai kunyofurapaupenzihwake.Ukotamisemutsipawakeachirimudiki,umurovepanhivi achirimudiki,kutiaregekuzoomesamusoro,aregekukuteerera,uye agoshungurudzamwoyowako.Rangamwanakomanawako,umubatenesimba,Kuti ufevehwakehuregekukugumbusa.Sirach30:1-13
Zvevana
Kudzababavakonamaivako,kutimazuvaakoavemazhinjipanyikayaunopiwa naJehovhaMwariwako.Eksodho20:12
Mwanakomanawangu,usazvidzakurangakwaJehovha;usanetanokurangakwake.
NokutiJehovhaanorangawaanoda;sezvinoitababamwanakomanawavanofarira.
Zvirevo3:11-12
ZvirevozvaSoromoni.Mwanakomanaakachenjeraanofadzababa;Asi
mwanakomanabenzianosuwisamaivake.Zvirevo10:1
Teererababavakovakakubereka;Usazvidzamaivakokanavachembera.
Zvirevo23:22
Vana,teereraivaberekivenyumunaIshe;nekutindizvozvakanaka.Kudzababavako namaivako;Ndiwomurairowekutangaunechipikirwa;kutizvikunakire,uyeurarame nguvarefupanyika.VaEfeso6:1-3
Kudzababavakonomoyowakowose,uyeuregekukanganwakutambudzikakwamai vako.Rangarirakutiiwewakaberekwanavo;zvinoungatsivaseikwavari
zvavakakuitira?Sirach7:27-28
Inzwaiinibabavenyu,imwivana,mugoitapashure,kutimuponeswe.NokutiJehovha wakakudzababapamusoropavana,uyeakasimbisasimbaramaipamusoropavanakomana. Anokudzababavake,anoyananisirazvivizvake;Anokudzamaivake,akafanana nounounganidzafuma.Anokudzababavake,achavanomufaropakatipavanavake;kana achinyengetera,achanzwikwa.Anokudzababavake,achavanamakoremazhinji;uye anoteereraJehovhaachavanyaradzokunamaivake.AnotyaJehovha,anokudzababavake, uyeachashumiravaberekivakesezvaanoshumiravatenzivake.Kudzababanamaivakozvose pashokonapazviito,kutikuropafadzwakunobvakwavari.nekutikuropafadzakwababa kunosimbisadzimbadzevana;asikutukakwamaikunodzuranheyo.Usazvikudzapamusoro pokuzvidzakwababavako;nekutikuzvidzwakwababavakohakukudzwikwauri.Nekuti kukudzwakomunhukunobvapakukudzwakwababavake;uyemaivasinakukudzwachiseko kuvana.Mwanakomanawangu,batsirababavakopazeraravo,Usavachemedzamazuvaose vachirivapenyu.Kanakunzwisisakwakekwapera,umuitiremoyomurefu;uyeusamuzvidza kanawavanesimbarakorose.nekutikusunungurwakwababavakohakungakanganikwi,uye panzvimboyezvivizvichawedzerwakukuvaka.Pazuvarokutambudzikakwako zvicharangarirwa;zvivizvakozvichanyaukasechandopanguvayokudziya.Anorashababa vake,akafanananomunhuanomhura;Anotsamwisamaivakengaatukwe;Sirach3:1-16
Kanatikarangavanavedu,vachachemaiyezvinoasivachanakidzwamune ramangwana.Kanatikasarangavanavedu,vachanakidzwaiyezvinoasivachachema muneramangwana.
Vanandivoramangwanarenyikayedu.Asikanavachemberavasinachirango, remangwanarenyikayedurichavarei?
Tsikadzosedzakaipadzemunhumukurundedziyadzisinakururamiswakana kurangwapaakangaachirimwana.Tinofanirakureravanavanotya,vanoda,uye vanoteereraMwari.
Ndakatoraivhumhenyu.
Uyezvinyoronyoroakaigadzirazuvanezuva.
Ndakauyazvakaremakoreaenda.
Aivamurumewandakaona.
Iyeachiriiyayekutangaimpressakapfeka.
Uyendaisagonakumuchinja.